Tsumo · Unhu
Ushe idova hunoparara.
Zvinorehwa
Simba kana chinzvimbo chokutonga hazvigari nokusingaperi, zvinowanzopera sedova.
What it means
Power and position do not last forever; they fade away much like morning dew.
Word for word
Chieftainship is dew; it fades away.