KwaunobvaDuramazwiDdzvinya

Duramazwi

dzvinya

-dzipa

Zvinoreva

Kudzvinya kudzipa kana kubata munhu pahuro zvakasimba.

1

Kudzvinya kudzipa kana kubata munhu pahuro zvakasimba.

Kupfanya chinhu kuchidzvinya-dzvinya, sezvinoita vanhu vachida kuona kuti muchero waibva here.

Kufura madzihwa kudzvinya mhino nokufema zvine simba, zvinoita kuti madzihwa abude mumhino nesimba.

Kudzvinya kudzipa kana kubata munhu pahuro zvakasimba.

Zvakafanana

-dzipa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvinyinga

Kudzvinyinga kurova simbi nesando, sezvinoita mhi-zha, kusvikira yaita zvaunoda.

Verenga

Swipe for the next word