KwaunobvaDuramazwiDdzvi-i

Duramazwi

dzvi-i

Zvinoreva

Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.

1

Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.

Achingunoba kudaro ndakamuti dzvi-i gumbo rekuruboshwe ndokumuzvuzvurudza.

Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzviirira

Kudzviirira kuzvimba kunoita panzvimbo panenge pakuvara, ropa richibumbira mukati.

Verenga

Swipe for the next word