Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dzvi kubata zvine simba.
1
Kuti dzvi kubata zvine simba.
Achingunoba kudaro ndakamuti dzvi-i gumbo rekuruboshwe ndokumuzvuzvurudza.
Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.
Kubata kuti dzvi chinhu chawanga uchitandanisa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvi-i
Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.
VerengaSwipe for the next word