KwaunobvaDuramazwiDdzvene

Duramazwi

dzvene

-tsvvene

Zvinoreva

Ichi chipauro chemu-panda 5.

1

Ichi chipauro chemu-panda 5.

Fufuro mubhadharo unopuwa munhu kuti akuitire dzvene zvisiri pamutemo.

Kana vanhu vari pabarika vachirwa godo vanenge vachinetsana nokurwidzana vachida kuita dzvene kuna baba vomusha.

Gomo dzvene riri muJerusarema (Zion).

Zvine chekuita

-tsvvene

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvetera

Dzvetera munhu anongobvuma zvose zvose.

Verenga

Swipe for the next word