Kwaunobva/Duramazwi/D/dzvetera
Duramazwi · zita
Dzvetera munhu anongobvuma zvose zvose.
bvunzandibvume
Duramazwi
dzvetsva
Dzvetsva kunyengana kana kupfimbana kwavakomana navasikana.
dzvi
Kuti dzvi kubata zvine simba.
dzvi-i
Kuti dzvi-i kubata munhu ruoko kana gumbo asingafungidziri.
Swipe for the next word