KwaunobvaDuramazwiDdzvetsva

Duramazwi · zita

dzvetsva

Zvinoreva

Dzvetsva kunyengana kana kupfimbana kwavakomana navasikana.

1

Dzvetsva kunyengana kana kupfimbana kwavakomana navasikana.

Dzvetsva mazuva ano rave kutoitwa pafesibhuku kusvika vanhu vatowirirana, vachizotanga kufambirana kusvika muchato watoitwa.

Dzvetsva kunyengana kana kupfimbana kwavakomana navasikana.

Zvakafanana

nyengo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvi

Kuti dzvi kubata zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word