Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti hwi kucheka zvakadzika nechinhu chakapinza chaizvo.
1
Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.
Kana ronda richiti hwi hwi hwi rinenge richirwadza zvekuvhuta chaizvo.
Kuti hwi-iyo kuridza heterwa uchishevedza munhu ari kure.
2
Kuti hwi kucheka zvakadzika nechinhu chakapinza chaizvo.
Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.
Kuti hwi-iyo kuridza heterwa uchishevedza munhu ari kure.
Kuti hwi kucheka zvakadzika nechinhu chakapinza chaizvo.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwi hwi
Kana mudhebhe uchiti hwi hwi unenge uchikwizira, uchiita ruzha pakufamba, nokuti unenge wakanyanya kubata.
VerengaSwipe for the next word