Duramazwi · zita
hwezveri
-kwezvera
Duramazwi · zita
Hwezveri munhu anotungamirira vamwe mune zvakaipa zvinozovapinza mumatambudziko.

Duramazwi
01 / 03hwezvero
Hwezvero chinhu chinokukwezva kuti uite zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word