Duramazwi
Zvinoreva
Kana mudhebhe uchiti hwi hwi unenge uchikwizira, uchiita ruzha pakufamba, nokuti unenge wakanyanya kubata.
1

Kana ronda richiti hwi hwi hwi rinenge richirwadza zvekuvhuta chaizvo.
2
Kuti hwi hwi kukweva chinwiwa chinopisa.
Akati hwi hwi putugadzike inopisa, akatsva.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwi hwi hwi
Kana ronda richiti hwi hwi hwi rinenge richirwadza zvekuvhuta chaizvo.
VerengaSwipe for the next word