KwaunobvaDuramazwiSsandara

Zvinoreva

Kuti sandara kuenzana kunenge kwakaita pasi kana pamwewo.

1

Kuti sandara kuenzana kunenge kwakaita pasi kana pamwewo.

Ruware idombo rakati sandara, rinogona kupurirwa zviyo kana kuyanikirwa zvirimwa zvakohwewa.

2

Kuti sandara kuzvimba kweparohwa kana pakuvadzwa.

Akarumwa nenyuchi, kumeso kukati sandara.

Zvakafanana

saisai

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sandarika

Kana chinhu chichinzi chakasandarika chinenge chaenzana mativi ose.

Verenga

Swipe for the next word