KwaunobvaDuramazwiSsandairira

Duramazwi · zita

sandairira

Zvinoreva

Kufambisa muviri zvakaoma kuitira basa.

1

Kufambisa muviri zvakaoma kuitira basa.

Kana mugungwa kana mudhamhu muchinzi makadzikama munenge musina masandairira.

Kana hove ichivhundura i nenge ichifamba nenzira inoita kuti mvura izununguke kana kuita tumasandairira pamusoro.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sandaki

Sandaki rudzi rweshangu kana masanduro anogadzirwa nezvakaita purasitiki.

Verenga

Swipe for the next word