KwaunobvaDuramazwiSsamwoyochena

Duramazwi · zita

samwoyochena

Zvinoreva

Uyu munhu anoitira vanhu zvakanaka, kazhinji nemhosva yokuti anenge achivanzwira tsitsi.

1

Uyu munhu anoitira vanhu zvakanaka, kazhinji nemhosva yokuti anenge achivanzwira tsitsi.

Samwoyochena ndiye nyamutsvirwa nemba.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sana

Kupedza kana kusvika pamhedzisiro.

Verenga

Swipe for the next word