KwaunobvaDuramazwiBbwibwi

Duramazwi

bwibwi

Zvinoreva

Kana chinhu chakati bwibwi chinenge chakazvimba zvakanyanyisa.

Kuti bwibwi kutaima kunoita kunze kana zuva richipisa zvakanyanya.

1

Paakarohwa chibhakera paziso, rakabva rati bwibwi kuzvimba.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwibwima

Kuti bwibwima kutaridza kusuwa pameso.

Verenga

Swipe for the next word