Duramazwi
bwibwima
-bwibwinya
Duramazwi
Kuti bwibwima kutaridza kusuwa pameso.
Ndakaona akati bwibwima pameso, ndikabva ndaziva kuti pane chakaipa chaka-nge chaitika kwaari.

01 / 03bwibwimara
Kubwibwimara kuva nepameso panotaridza kusuwa.
VerengaSwipe for the next word