Duramazwi · zita
haka
hook
Duramazwi · zita
hook
Kuhaka kubatanidza zvinhu nenzira yokukochekera chimwe pane chimwe.
Hocheko.
Hambakabvuka.
Kana imbwa neshuro zvati haka zvinenge zvaonana ndokutanga kudzinganisana.

Chitima chahaka matiroko acho ndokuruma njanji chakananga Bhuruwayo.
Kana imbwa neshuro zvati haka zvinenge zvaonana ndokutanga kudzinganisana.
Kuhaka kubatanidza zvinhu nenzira yokukochekera chimwe pane chimwe.
Hocheko.
Kana imbwa neshuro zvati haka zvinenge zvaonana ndokutanga kudzinganisana.
Kuhaka kubatanidza zvinhu nenzira yokukochekera chimwe pane chimwe.
Hochekeso chisimbi kana chitanda chakakombama chinoshandiswa kuhaka chimwe chinhu. Matiroko echitima ane hochekeso pakati pawo.

-hakicha · -koreka
Duramazwi
01 / 03hakanu
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
VerengaSwipe for the next word