Duramazwi
Zvinoreva
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
1
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
Bhande rakati hakanu, bhurugwa rikadonha pazere vanhu.
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hakanura
Kana munhu akahakanura ngetani kubva pageja, ane nge akakata chimusoro chayo kuti chisiyane nechihachikiro chegeja.
VerengaSwipe for the next word