KwaunobvaDuramazwiHhaiwaiwa

Duramazwi

haiwaiwa

Zvinoreva

Tinoshandisa haiwaiwa kutaridza kuti munhu aramba achiwirwa nematambudziko kwenguva yakareba.

1

Haiwaiwa, tatotira nerufu gore rino nokuda kwezvirwere zvawandisa.

Tinoshandisa haiwaiwa kutaridza kuti munhu aramba achiwirwa nematambudziko kwenguva yakareba.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word