KwaunobvaDuramazwiHhakata

Duramazwi · zita

hakata

Zvinoreva

Hakata zvombo zvinoshandiswa nen'anga pakushopera. zvakaita semabhonzo kana zvimiti zvakavezwa.

1

Hakata zvombo zvinoshandiswa nen'anga pakushopera. zvakaita semabhonzo kana zvimiti zvakavezwa.

Hakata dzen'anga inogona kushopera dzinotaridza dambudziko riripo, uve kuti ringapedzwa sei.

Kuringidza kukanda hakata zvinoita n'anga kuti ione zviri kunetsa munhu.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word