KwaunobvaDuramazwiNnyi

Duramazwi

nyi

Zvinoreva

Kuti nyi kuisa chinhu mune chimwe chakaita mvura mvura.

1

Kuti nyi kuisa chinhu mune chimwe chakaita mvura mvura.

Mazembera mashoko ekuzvirumbidza kana kutyisidzira, anotaurwa muchisika nyi MO.

Kuti nyi kuisa chinhu mune chimwe chakaita mvura mvura.

Chiwi vanhu vashomanane, vanogara voga vasingadyidzani navamwe. Vamwe-nyi vanogara vakaita chiwi kuitira kuchengetedza tsika dzavo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyidura

Kunyidura kurova munhu zvishomanene nekatambo kana kashamhu kadiki.

Verenga

Swipe for the next word