KwaunobvaDuramazwiHhurumende

Duramazwi · zita

hurumende

extremism · government

gavhumende

Zvinoreva

Hurumende isangano guru revatongi venyika rinodzika mitemo, rine vatungamiri nemakurukota anomiririra mapazi nematunhu akasiyana.

1

Hurumende isangano guru revatongi venyika rinodzika mitemo, rine vatungamiri nemakurukota anomiririra mapazi nematunhu akasiyana.

Vabereki vedu havana mari, zvikoro hazvina mari, hurumende haina mari, tose hatina mari!

Ipawo mazano aungafunge kuti hurumende yako ingatevedze mukusimudzira kodzero dzevana ava.

2

(manje) Kana munhu achinzi ihurumende anenge ari munhu anongozviitira zvinhu zvake ega asinei kuti vamwe vanofungei.

Uyu mukomana ihurumende zvavo, kudarika napachivanze chino achiiimba.

Zvakafanana

gavhumende

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word