Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achirovera hoho anenge achipa yeuchidzo yokuti vana vasaita zvinhu zvisingabvumirwi. Wotorovera hoho vana vasatambira kutsime.
1

Wotoramba uchirovera hoho kuti vana vasaramba vachitasva madhongi.
Kana munhu mukuru achirovera hoho anenge achiramba achitsinhira mashoko okudzidzisa vana kuti vasaita zvisingabvumidzwi.
Kana munhu achirovera hoho anenge achipa yeuchidzo yokuti vana vasaita zvinhu zvisingabvumirwi. Wotorovera hoho vana vasatambira kutsime.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hohoho
Hohoho ruzha runoitwa nevanhu vakawanda vanenge vakaungana.
VerengaSwipe for the next word