Duramazwi · zita
na-a
Zvinoreva
Hofu igomba reduri, munova ndimo munoiswa mbeu pakutswa.
Kana ndiro ichinzi ihofu inenge yakadzika mukati mayo zvokuti inogona kuiswa zvinhu zvakawanda.
1

2

Zvakasiyana
na-a
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hoho
Kana munhu achirovera hoho anenge achipa yeuchidzo yokuti vana vasaita zvinhu zvisingabvumirwi. Wotorovera hoho vana vasatambira kutsime.
VerengaSwipe for the next word