Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chingwadzo ndechose chinorwadza chinomboitika muupenyu hwomunhu, chinoita kuti adzidzire kuchenjerera zvinhu.
Chenjedzo.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chingwiingwii
Kana munhu achita chingwiingwii neimwe nyaya anenge achingoitaura asingambonyarari.
VerengaSwipe for the next word