KwaunobvaDuramazwiCchinguva

Duramazwi · zita

chinguva

interval · momentary · duration

Zvinoreva

Chinguva chidimbu chenguva isina kunyanyoreba.

1

Chinguva chidimbu chenguva isina kunyanyoreba.

Ndasvika pano chava chinguva.

Chinguva chidimbu chenguva isina kunyanyoreba.

Ichi chinguva ichocho chinenge chiri kutotaura munhu. Pari zvino achiri kumbogara kumba kwasekuru vake, asi imba ari kutsvaka.

Zvakafanana

chinhambwe

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinguvana

Chinguvana kachidimbu kenguva kadikidiki.

Verenga

Swipe for the next word