KwaunobvaDuramazwiCchinguvana

Duramazwi · zita

chinguvana

Zvinoreva

Chinguvana kachidimbu kenguva kadikidiki.

1

Chinguvana kachidimbu kenguva kadikidiki.

Tangotaura kwechinguvana asati akwira mubhazi. Akaroorwa achiri mwanana chaiye.

Kana zvinhu zvichinzi zvakazoitika pava pasipo, zvinenge zvazoitika mushure mechinguvana.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word