Duramazwi · zita
chingwa
bread · loaf
Duramazwi · zita
bread · loaf
Chingwa chikafu chinobikwa neupfu hwegorosi uye chinobikirwa muhovhoni, chichioma ganda kunze nokuita mafufu mukati, chozochekwa-chekwa chava kudywa.
Chingwa chikafu chinobikwa neupfu hwegorosi uye chinobikirwa muhovhoni, chichioma ganda kunze nokuita mafufu mukati, chozochekwa-chekwa chava kudywa.
Ndaive ndatomboenda kukitchen ndichida kunoita tea but ndakanowana mubreadbox musina chingwa.
Akange ongodya chingwa sezvo chiricho chaaiwana.
Tadiwa akangosekerera hake nekuti aive nekakunyumwa kuti baba ava vangadye mari kunge mapiritsi vachitenga chingwa semunhu anopenga kudaro.
Duramazwi
01 / 03chingwadzo
Chingwadzo ndechose chinorwadza chinomboitika muupenyu hwomunhu, chinoita kuti adzidzire kuchenjerera zvinhu.
VerengaSwipe for the next word