KwaunobvaDuramazwiCchazezesa

Duramazwi · zita

chazezesa

notorious

Zvinoreva

Uyu munhu anozivikanwa chaizvo pamusana pezvinhu zvaanogona pasina anomukunda.

1

Uyu munhu anozivikanwa chaizvo pamusana pezvinhu zvaanogona pasina anomukunda.

Basa watoriwana izvozvi, ini ndini chazezesa pano, hapana anoti pwee.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

che che che

Kuti che che che kuita ruzha rwuri pamusoro-soro kunoitwa neshiri kana tumwe tupukanana twakaungana.

Verenga

Swipe for the next word