KwaunobvaDuramazwiCche-e

Duramazwi

che-e

Zvinoreva

Kuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza kuti vanhu vagare vakanyatsokwana.

1

Kuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza kuti vanhu vagare vakanyatsokwana.

Ukaona vanhukadzi vakati rupasa che-e, wobva waziva kuti vari kuita makuhwa.

2

Kuti che-e kucheka nokukasira nebanga rinopinza chaizvo.

Ndakamuti che-e padama, ndikasiya achijuja ropa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chebundo

Chebundo munhu asingawanzowanikwa pamusha pake nokuda kokuti anowanzofamba nzendo.

Verenga

Swipe for the next word