Duramazwi
cheche
gwedegwekweche
Duramazwi
Kuti cheche kuenzana kwezvinhu pakukura kana pauwandu.
Kuti cheche kuenzana kwezvinhu pakukura kana pauwandu.
Kuti cheche kuenzana kwezvinhu pakukura kana pauwandu.
Mwana kuberekwa vaviri, mugota hamuchemi kacheche.
Ini navakuru vangu hatingaparare pasi apa zvakanaka kana macheche edu atava kusiya nhasi asiri kunzwanana.
gwedegwe · kweche
Duramazwi
01 / 03chechema
Kuti chechema kuvhiringika mupfungwa zvokubva watadza kuziva zvokuita.
VerengaSwipe for the next word