Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chechema kuvhiringika mupfungwa zvokubva watadza kuziva zvokuita.
1
Kuti chechema kuvhiringika mupfungwa zvokubva watadza kuziva zvokuita.
Pandakanzwa nezvokubiwa kwemombe yangu, ndakati chechema ndashaya romuromo.
Kuti chechema kuvhiringika mupfungwa zvokubva watadza kuziva zvokuita.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chechemadza
Kuchechemadza kuita zvinhu zvinokonzera kuti mumwe munhu avhiringike mupfungwa.
VerengaSwipe for the next word