Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chivakashure chinoshandiswa kuratidza uwandu kana urefu hwenguva kana chimwe chinenge chichitaurwa nezvacho.
1
Ichi chivakashure chinoshandiswa kuratidza uwandu kana urefu hwenguva kana chimwe chinenge chichitaurwa nezvacho.
Ndamupa chingwa chese.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03che-e
Kuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza kuti vanhu vagare vakanyatsokwana.
VerengaSwipe for the next word