Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukarakasha munhu unenge wamurova
1
Kana ukarakasha munhu unenge wamurova
Chikosoro chirwere chepahuro, chinoita kuti paome kana kukarakasha zvokuti unogara uchingokosora.
Kana chinhu chichikarakasha chinenge chakaomarara nokuunyana, zvokuti unonzwa kumara kana ukafambisa ruoko rwako napamuso pacho.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rakashandurwa
translated
VerengaSwipe for the next word