KwaunobvaDuramazwiDduriro

Duramazwi · zita

duriro

Zvinoreva

Duriro mushonga unozorwa panhongonya yomwana mucheche kuti isimbe.

Duriro itsika yokusvitsa mashoko kana kukwidza nyaya kuvakuru kubudikidza nekuvadiki, zvichikwira zvakadaro kusvika zvasvika kumukuru wacho.

1

Unofaniravo kuziva kuti zvivanduriro zvinogona kuwanda pachiito chimwe chete.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

duro

Duro inzvimbo yokumbozororera kana zviya muchifamba makatakura zvinorema.

Verenga

Swipe for the next word