Duramazwi
vhunda
-vhuvhuma-shova
Duramazwi
[-unda] Kana chikafu chavhunda chinenge chagara mazuva akawanda chisina kudyiwa zvokuti chinenge chava nekamweya kakaipa uye chichitabvuka.

Iri idoro rinenge ragarisa ravhunda.
-vhuvhuma · -shova
Duramazwi
01 / 03vhundika
VerengaSwipe for the next word