KwaunobvaDuramazwiVvhuna

Duramazwi

vhuna

-tyora

Zvinoreva

Kudambura chinhu nepakati.

1

Kudambura chinhu nepakati.

Chipotswa chaakawana kubasa ndicho chakamuvhuna musana.

Gavhuna mukuru wedunhu kana nyika, anotonga akamirira mambo anenge ari kumwewo kure.

Kana munhu akati chinhu gandu anenge achigura achiita zvokuvhuna nokukasika.

2

Kana munhu achivhuna chinhu anenge achichidimura kuita zvidimbu.

3

Kana munhu achivhuna chibage anenge achichibvisa padzinde.

4

Kana munhu achivhuna mutauro anenge achitadza sungawirirano yawo.

5

Kana chinhu chichinzi chinovhunamusana chine nge chichirema kuchiita zvikuru.

Zvakafanana

-tyora

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhunda

[-unda] Kana chikafu chavhunda chinenge chagara mazuva akawanda chisina kudyiwa zvokuti chinenge chava nekamweya kakaipa uye chichitabvuka.

Verenga

Swipe for the next word