KwaunobvaDuramazwiNnunuva nunuva

Duramazwi

nunuva nunuva

komba komba

Zvinoreva

Kuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita saanoteta kutsika pasi.

1

Kuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita saanoteta kutsika pasi.

Akafamba achiti nunuva nunuva paakapfeka bhutsu itsva.

Kuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita saanoteta kutsika pasi.

Zvakafanana

komba komba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nunuvara

Kununuvara kufamba munhu akakombamira mberi nekuda kweurwere.

Verenga

Swipe for the next word