KwaunobvaDuramazwiPpiri

Duramazwi

piri

two

Zvinoreva

Piri inhamba inouya pakati peyekutanga motsi natatu panenge pachiverengwa zvinhu.

Iri idzinde rechipauro chokuverenga chinoratidza nhamba iri pakati peimwe nenhatu.

1

Potsi haarwiwi tinorwira piri.

Nhamba mavara akaita samotsi, piri, tatu zvichingodaro.

2

Iri idzinde rechipauro chokuverenga chinoratidza nhamba iri pakati peimwe nenhatu.

Potsi haarwiwi tinorwira piri.

Piri inhamba inouya pakati peyekutanga motsi natatu panenge pachiverengwa zvinhu.

Zvino tinoda unyore nyaya pfupi ine mutauri wepiri uye wetatu zvakasangana.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

piridza

Kupiridza kuita chinhu chawakamboita zvakare.

Verenga

Swipe for the next word