Duramazwi
Zvinoreva
Kupipitika kumhanya sezvinoita munhu ari kudzingirirwa, kana kuti mhuka iri kutiza chimwe chinhu.
1

Kana uchipipitika unenge uchiuruka-uruka, sezvinoita vana vachitamba netambo.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pipitira
Kupipitira kutakura zvinhu zvakawanda kusvikira zvatsokerana, pasisina nzvimbo yokuisa zvimwe.
VerengaSwipe for the next word