KwaunobvaDuramazwiPpfori

Duramazwi

pfori

Zvinoreva

Kuti pfori kurara zvakanyanyisa, zvokukanganwa kuti kunze kunei.

1

Kuti pfori kuenda kumwe kunhu kwakaita semusango kana nzvimbo itsva, wobva warasika.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pforidza

Kana uchipforidza unenge uchiita kuti umwe munhu anzwe kuda kurara zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word