KwaunobvaDuramazwiPpfonyera

Duramazwi

pfonyera

-fonyera-pfonyera

Zvinoreva

kuzvipinza mumutirauzi kana siketi.

Mudhiremu wakasimba kurega.

1

kuzvipinza mumutirauzi kana siketi.

Kukabvura kudya kunoita munhu ane makaro, achinokora nokupfonyera mumuromo chikafu chakawandisa.

Kuti bvo-o kupfonyera chitsiga chemoto kana chimwewo chinobvira pane chimwe chinhu, kunyanya chinotonhora.

2

Mudhiremu wakasimba kurega.

Kukabvura kudya kunoita munhu ane makaro, achinokora nokupfonyera mumuromo chikafu chakawandisa.

Kuti bvo-o kupfonyera chitsiga chemoto kana chimwewo chinobvira pane chimwe chinhu, kunyanya chinotonhora.

Zvakafanana

-fonyera · -pfonyera

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfoo

Kuti pfoo kurova pasi nesimba kunoita mvura inobuda mupombi.

Verenga

Swipe for the next word