Duramazwi
Zvinoreva
Kuisa mukati uchizadza kana kupfekera.
1
Kuisa mukati uchizadza kana kupfekera.
Kuti pfonye kuzadza zvinhu mune chimwe chinhu, uchizvimanikidza kuti zvikwane.
Kana uchiti hembe kana bhurauzi pfonye unenge uchiisa mukati metirauzi kana musiketi.
Kuti pfonye kuzadza chikafu mumuromo.
2
Kuti pfonye kuzadza chikafu mumuromo.
3
Kuti pfonye kuzadza zvinhu mune chimwe chinhu, uchizvimanikidza kuti zvikwane.
4
Kana uchiti hembe kana bhurauzi pfonye unenge uchiisa mukati metirauzi kana musiketi.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfonyedza
Kupeta kana kupfekera mukati.
VerengaSwipe for the next word