Duramazwi
-pfokera-fotera
Zvinoreva
Kana uchipfondera badza unenge uchiripfekera mumupinyi waro.
Kupfondera kubika tunhu tunonaka.
1

Kupfondera kuisa zvokudya zvakawandisa mumukanwa panguva imwe chete chete.

2

3

Zvakafanana
-pfokera · -fotera
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfondoka
Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.
VerengaSwipe for the next word