Duramazwi
Zvinoreva
Kutsokera.
1
Kutsokera.
Dai vaive vamirira kunzwa kuti ndinoda here kana kuti handidi zvaive nani than kungopakira chigunwe mumukanwa.
Kurera nherera kupakira mavhu muchitende.
Chikomboro igomba rinomirwa nemunhu anenge achipakira dhaka muforoma dzezvidhina.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pakirira
Kana uchipakirira homwe nezviyo unenge uchinyatsoizadza uchitoita zvokutsindira mukati.
VerengaSwipe for the next word