KwaunobvaDuramazwiUudangwe

Duramazwi

udangwe

birthright

ugotwe

Zvinoreva

Udangwe kuva woku- tanga kuzvarwa mumhuri.

1

Udangwe kuva woku- tanga kuzvarwa mumhuri.

Udangwe hwakaita kuti atore mombe dzose pakufa kwababa vake.

Udangwe kuva woku- tanga kuzvarwa mumhuri.

Zvakasiyana

ugotwe

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udaudau

Kana zvinhu zvichiita udaudau zvinenge zvichitomoka kuenda mudenga nokudzokera pasi panguva dzakasiyana zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word