KwaunobvaDuramazwiUuchira

Duramazwi

uchira

applaud

-ombera

Zvinoreva

Kuuchira kurovanisa maoko uchitenda, kukwazisa kana zvimwevo.

1

Kuuchira kurovanisa maoko uchitenda, kukwazisa kana zvimwevo.

Mukwasha akauchira ambuya apo aivabvunza upenyu.

Handizivi kuti amapiwa nani akatogamuchira munhu atanga kusvika pachikoro nhasi.

Haazezi kugamuchira zvinhu zvaapiwa nevanhu vaasingazive.

Zvakafanana

-ombera

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uchiro

Uchiro mubhadharo unoita kuti mukuwasha achikwanisa kubvunza vatezvara upenyu.

Verenga

Swipe for the next word