KwaunobvaDuramazwiUuchingi

Duramazwi · zita

uchingi

Zvinoreva

Uchingi mubhadharo unopiwa mudzimai anenge agamuchira mwana paanozvarwa.

1

Uchingi mubhadharo unopiwa mudzimai anenge agamuchira mwana paanozvarwa.

Uchingi mubhadharo unopiwa mudzimai anenge agamuchira mwana paanozvarwa.

Nguva dzose muchingi anofanira kuva mudiki kumusikana ari kuroorwa uye haafaniri kuita budandibudewo nanyakuroorwa.

Muchingi munhu kunyanya munhukadzi ane ruzivo rwekubatsira madzimai pakuzvara.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uchinja

Uchinja matanda akarukirirwa namakavi anoshandiswa kutakura chitunha pakunochiviga.

Verenga

Swipe for the next word