KwaunobvaDuramazwiUuchika

Duramazwi

uchika

Zvinoreva

Kana munhu achiti auchika munhukadzi anenge amupa mushonga wokuti abate pamuviri.

1

Kana munhu achiti auchika munhukadzi anenge amupa mushonga wokuti abate pamuviri.

Kana munhu achiti auchika munhukadzi anenge amupa mushonga wokuti abate pamuviri.

Kuuchika kupa munhu akazvitakura mushonga kuitira kuti mukana unobuda nemwana unyatse kuvhurika.

Kana uchituchika unenge uchirova neshamhu nhete.

2

Kuuchika kupa munhu akazvitakura mushonga kuitira kuti mukana unobuda nemwana unyatse kuvhurika.

3

Kana munhu akauchika mbeu anenge aita kuti igone kubereka vana vakawanda uye vakasimba, vasingabatwi nezvirwere kana kutsva nezuva nokukasira.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uchingi

Uchingi mubhadharo unopiwa mudzimai anenge agamuchira mwana paanozvarwa.

Verenga

Swipe for the next word