KwaunobvaDuramazwiUuchi

Duramazwi · zita

uchi

honey

Zvinoreva

Uchi kudya kunotapira kunogadzirwa nenyuchi, kunogona kudyiwa kwakadaro kana kuiswa pachikafu chakasiyana-siyana.

1

Uchi kudya kunotapira kunogadzirwa nenyuchi, kunogona kudyiwa kwakadaro kana kuiswa pachikafu chakasiyana-siyana.

Paunobura uchi haushayi nyuchi inokuruma.

Amai vangu vaChihera vakandiudza kuti mwanasikana wamazuvaano agare akagadzirira kurwisa mhumhi dzinoda kumora uchi hwadzisingazodye.

Amheno hako handiti ndiwe waimisa chipfuva kunge bunha rashaya varume uchi taura zvisina Basa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uchika

Kana munhu achiti auchika munhukadzi anenge amupa mushonga wokuti abate pamuviri.

Verenga

Swipe for the next word