Kwaunobva/Duramazwi/H/huchi
Duramazwi
honey
Chinhu chinotapira chinogadzirwa nenyuchi (honey).
hudha
Kuhudha kurwadziwa nomudumbu zvakanyanya, kazhinji uchiita manyoka.
hudhu
inguwo refu inopfekwa nevarume.
hudoko
Kuva diki pamafungiro kana pachimiro (smallness/youth).
Swipe for the next word